Zviri kumbofamba sei nhaimi?ko Kare zvaisaitika wani zvekuti munhu anotooneka like this,but kuda taisava hedu nemaphone pamwe zvaivako
Heartbreaking 😢 😠😿 😢Tirikurwarq tichifamba shuwa we are a sad
generation with happy picturesPakaipa especially vanoita zvekutuka vanhu unotuka munhu atoparara nekurwara vanhu dai tatsvaga Mwari tiratidzane Rudo nguva ichiripo