Kana tichi kuwudzai kuti please life is very long, gadzirisai hunhu musango tawura anyhow pa social media, hamutereri,, sorry pachapora,Time yawakatuka there's someone anga atori
musituation yauri nhasi pamwe akatobatika nazvo akasarenda life u never know hupenyu ivhiri hanzi gona ana gona wakeSungwa chibereko apa, waita kunge uri vhijini iwe aaa,,, sorry hako andide kunyanya kukusvora ndakazvara wo mwana musikana