Wednesday, April 30

Mushure Mekunge Maitt Vafona Tatelicious Ochema Blambi Yake Achiti Ndine Vakadzi 2 Ava Maitt And Olinda Barika Remukondombera Chairo Vanondida

Lol ndafonerwa na Kamuchacha , hanzi baba Tanya if you love me dhilita mapost awaisa uchisapota Evidence. I choose you kwacho ChachazšŸ¤£ā¤ļø #HOMWE_iHOMWEšŸ‘šŸ‘šŸ‘

 

 

 

 

 

 

Hameno zvaakandiita Felistas , pese paanondifonera anomutsa hurume hwangu hwese maybe she's my true love 🤣🤣🤣🤣🤣

 

 

 

 

Apa Olinda loves me , kwoita Chachaz futi🤣🤣🤣🤣🤣Barika remukondombera chairo🤣🤣🤣🤣Kudoeedza kuvaudza vese vari 2 kuti handisisina mboro but vanongondida chete🤣🤣🤣

 

 

 

 

 

Yaaaa that's my calling kudiwa nevanhu vane UTACHIWANA🤣🤣🤣🤣🤣

  • Share: