Monday, November 25

Mupurisa Arova Mungu Kusvika Afa Ati Tasa Videos Racho Ma1 Zvisinei Awanikwa

Officer is a human being, I respect his job, but not this. Dai ndiri ini zvaisapera musheDay rauchabatwa ngunzi neteam iri wakavharwa mweya uchitorerwa kachimari ukaona mupurisa achivarova so uchamanya kubatsira than zvima pet comments izvi

 

 

 

 

 

 

 

Chidawo hongu munhu uyo akasungwa akatadza eehe bt haurove futi munhu akasungwa kaa mutemo haudero enda unosunga mupurisauyo tridakuiona panapa nyaya iyoyi ndichinzwa kuti wamusunga ndosaka mapurisa achizomamiswa nevanhu anedzungu stereki police yezimbabwe sooka

  • Share: