Mudhara Canaan hatichinavo hama dzerutendo vakapfuurwa nepfuti nezuro manheru vainamata pagolden arrow Capetown kumusha vaibva kwamurehwa
Eish kubaiwa nepfuti vari mugwanza vachiporofit RlPChokwadi hatichizivi chavafira hakuna munhu angaita zvivindi zvekuuraya muporofita for no good reason wongororai chikonzero chaita musoro uteme, vamwe vakuputsa
dzimba dzevanhu nechiporofita Chavo chenhema kuri kuvandira vakadzi vevanhu .Ipapo manje pakuti vakapfuurwa vachiporofita panotipa mibvunzo yakawandisa,hongu mweya hauone zvese hazvo asi apa waifanira kuvaonesa kuti pane zvichiitika.