Ndarwadziwa zvangu.Justice for my husbae Moreboys Munetsi ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜Munoda kuzouya mogadzirisa tumastatement twenyu all the time muri fake tuvanhu imimi🚮🚮..Moreby usacheme hako come to mama chibva warega kuendesa huku dziya better
tidziuraye tidye dzese kusvika tarutsa zvitori nani.Ndavatengerwe huku dzacho naBhana wavo.BaaRoka musade kutinzwa nhaika...Nyaya haisi pakuti munhu anofanirwa kutendwa everyday..Dzidzai kuudza vana ava chokwadi musade kungoshandisa
ruvengo rwamunaro naMoreboys pasiri necessary..Zvanga zvakaipei kuti vangotendawo manager wavo zvakanaka pasina kutanga kushora vamwe??.Statement iyo nekukura kwmakaita ikoku hamusi kutoona pakanganiswa mune shuwa??.Munotorwadziwawo zvenyu nemurume wangu munotoshuvira kuti dai murimi muchinzi Baba vezvitunha..