Guys please Mai Ts Diaries vakabira vanhu vakawanda with children, HIV etc.. let’s stop the hypocrisy. ko vanhu ivavo? Just because they are not celebrities does that mean we should not care for them
Either? Let’s be honest.Imimi vanhu vari kuti go Mura, just stop it!
You all act like you love her muchimuwidza mumadhaka. We all know you contributed to all this, muchingorwira munhu pasingade fight. You should have stopped her nonsensical clout chasing behavior. Right now you are still saying haana mhosva, ko vana nhai what what. This should be her rehab, tell her to be strong kwete kuramba muchingoti kunyepa vanhu vakamuvenga. Let her go kunoripa mhosva dzake and also facebook therapy amborarama normal life.
Kujeri ikoko kutori nevanhu hakuna mhuka. Vamwe havana mhosva vamwe vakatoenda nenhumbu and 40% yevarimo they are HIV+. Vamwe vanotobva kuma better families havasi varombo vese varikujeri. Kunotori nenyaya hobho dzimwe dzekuti muchavhunduka vanhu vakada kusimuka. For now muudze kuti stay strong you will come out a better person. Its sad but this is good for her.
Imimi you are just facebook family vana vake as we speak they are with their families and loved. One thing chaiita feli aisataudzana nehama but haana kumbobvira ahot spota vana vake. Let the family solve nyaya dzavo.