Tuesday, March 18

Mumomana Atisiya Kufa Munhu Uchangopedza Ku Poster Pa Facebook Sad

RIP Watson ndabva ndafunga uchinzi ne crush yangu Moreb*ys iwewe uri next customer yangu haaa paive pakaipa 

 

 

Sad reports indicate that Watson Flexy Munyaka, CEO of Aftermath Technologies at Masaki Mall, has allegedly lost his life after being thrown from a moving Fortuner vehicle in Marondera. 💔😭 He was last seen just 5 hours ago. Gone too soon. May his soul rest in peace. #RIPWatson

 

 

 

Chizorora zvako but matukiro awaiita kaaHe was a troubled unhappy soul like Tawona ShadayaUyu aive nemaAnger issues aingitukirira kushaya kuti zvirikubva nepi nekuganza kuti ndine

 

 

 

 

maIphone nebenz kkkkkUmwe wake Shadhaya achatevera soon regai kuve toxic muchivhura zvipage zvekutuka vanhu. Vamwe havayenderwe kumberi kunge muromo wehuku. Unofa.

  • Share: