Thursday, March 13

Mukomana Opondwa Mushure Nekuba Phone

Sad how people can be easily kidnapped with false accusations. Why allow them to put him in their car and not allow the police to come take him. Be careful out

 

 

 

 

 

there tomorrow it can be you. They won't give you time to speak or explain your side .....Aziva sey kuti Sean ndiye aiba sekuru matogona ngaarohwe avaudze kwenda Sean wacho vadii kupomera vamwe vana sei abatwa iye imi dai murimi mabirwa Fon ndipo pamaiona kut Kule Havana dzunguMmmmm kuba kwakashata but kasekuru aka kane

 

 

 

 

dzungu kanourayisaInin hama organised kuti tibirwe kumba kwedu ealire this year...hapana mumwe munhu aiziva pane zvinhu zvakatorwa kunze kwake..and the robbery was executed quickly and precisely....zveku defenda mbavha unozviita usati wabirwa pain yacho hamumbofa makainzwisisa

  • Share: