Ndopazvasvika here apa this is a heartbreaking transformation of Australian based Zimbo popularly known as Mukoma Masimba mati haana hama hereAh serious here iyi?haaaaa life iyi inotoda kuzvipeta kuda
kunyebera kudzungaira wakura kudayi u never know kwazvinokusvitsa problem vamwe vanhu vakura but still behaving like teenagersTeam iri rakamboshungurudza vanhu mugroup re mvenge mvenge...pano pafacebook you never know kuti vamunoshungurudza vanozokufungirei... ndosaka ndakabuda life yemagrup ...ekushandiswa nema so called celebrity...pama1 unosara
wega...akatuka n,anga ma days e mvenge mvenge aye ndozvinotaura vanhuWith the way the economy is going, vamwe tikuto mhanya bani even though pasina varikuti shuta ma video.
We are mentally drained vedu wee