Friday, September 13

Mukomana Atisiya Zvarwadza Izvii

Saka Kudzi achauraisa vanhuka. Iyo mbuya iyi inogara sei nevamwe muraini. Kana kumachurch ndo type yekuti haibve pachigaro and hapana zvmunoiita ichitemba uroyiMbuya vakakanganisa vose vana avo vakanyura kuvanyurura kwainetsa 

 

 

 

 

 

Zvakanzi usaurayamunhubukanzi siyana nemwana wangu siya musatambe nekuchengeta mwana wako uchimuendesa kuchikoro munhu oita wekutamba naye zvake zvorwadza asikana

  • Share: