Monday, March 31

Mukomana Apfuurwa Ku Capetown

RIP😭 tarasikirwawo neumwe wedu apfuurwa nhasi kuma2am in Harare Khayelitsha Cape Town vanomuziva aiyinzi Charles BhiridhaRip ,Dai mwari mapindira toperera musango here aaah.

 

 

 

 

 

Wanenge wachitamba newakadzi wewanhu...moti warume wawo kunyarara zvichiitika kupenga..munepamunozobatirwa makawarairwa

  • Share: