Friday, October 18

Mukadzi Obatwa Irimo Nemurume Wake We 12 Years Parohwa Munhu Vasina Kupfeka

Kkkkkkkkk ungazoti ndiye munhu anenge akangwara ngwara here kana wabatwa, guys hurai bt musabatwe unless usisade munhu wako😂😂😂zvekundibvunza wandibata ndozvinei, kana usasandida let me go kaa pane kundiisa mu court

 

 

 

  • Share: