Thursday, March 20

Mukadzi Asiya Azviuraya Onyora Tsamba Inoshamisa

💥 *Mukadzi azviwuraya akasiya anyora tsamba kumurume wake:* 💥

 

I want to say goodbye to you. Ini hangu zvepanyika zvandiramba. Ndingagara sei nemunhu anozviti ndachembera. Asingadi kundoshanda kune vamwe. Panogarika sei pamba munhu akangotsamwa kana nguva neni haana.

 

 

 

 

Chake chaanongogona ihasha. Zvinhu zvandakatenga ndezvevana vangu. Kana phone yangu yandasiya ndeya Jose. Hakuna chinoraswa. Hembe dzangu hapana dzinoraswa ndedza******. 

Ini hangu mondiradzika paSide nababa vangu.

 

 

 

 

Chisara uchitsvaga Mukadzi asingadi zvemurume anoshanda. I’m going to miss you tosangana kudenga. Zvinhu zvangu ngazviende kwamai ****. Muvape blower.

  • Share: