Monday, November 25

Mukadzi Anozivikanwa Pano Pa Social Media Ochema Mwana Wangu Mukomana 21 Year Old Orara Nehanzvadzi Yake Ine 16 Years Otsanangura Zvinoshamisa Zvinotyisa Izvi

Hm a lady aged 40 ndine vana vangu 3 one is 17 then mukomana is 21 What happened is ndakasvika ndichibva

 

 

 

 

 

kubasa the last born ane 9 ndiye akabva auya ku bedroom kwangu akati mama ndaona mukoma na sisi vachiita zvinyadzi vasinakupfeka hembe

 

 

 

 

 

 

 

vakandiidzinga panze.Weduwe ndiri ini pain ndoita sei ini ndakataura nevana kuti why are they doing this zvikanzi todanana and am afraid they were not using protection the little sister might be pregnant .Vedare please help me out im a single mum ndino nyarira pai nhai weduwe kana ndimiwo . The bond ravari naro ini ndaitoti kuita kwema siblings ndisingazive vana varikudanana and they have been having se   x for quite a while. Help me please ndodii nhai ndanetsekana ini

  • Share: