Saturday, October 26

Muimbi Mukuru Ku UK Pakashata

If u mean this as my fans kuti meemuchitamba kubva nhasi ndokumbirawo mumira kundadaidza nemazita aya haana chaanondipa .ndokudaiwo asi zivai kuti haasi wese anondifarira .iyo proffesionalism yacho hapana anotombondikunda mufunge ask any promoter !!! Asi hazvichinje kuti ndiri munhu and ndakabva muroad. Handingafare uchizama kundidzosa shure .this is my last post ndakudxokera

 

 

 

 

 

kumaSkits angu andikunakwa nawo mazuvano .zvemirinda endai kupepsi please paPage pangu unenge uchindiratidza ruvengo.ko ndikatanga kudzorera ruvengo irworwo muchati be humble what what ? Aiwa hatidaro shumba munoidenhera mucage sei muchivhunduka yabuda ? Last but not least as long am still the nicest person to everyone i meet ,as long as i still

 

 

 

 

 

continue doing my charity work without sharing pasocial media ,as long as am still hepling wese anonditemba ,God is gonna provide for me cause the brand Poptain feeds vanhu vakawanda ,now atove more ne Yardbwoy,Chena plus hotikultutr investments.i will do everything in silence cause handina show off but when it comes to my music noone is gonna belittle me ndichinyarara

  • Share: