Saturday, February 22

MuHarare Chakachaya

MVURA yekunaya iri kuzara mumigwagwa pakati peguta reHarare zvichikonzerwa nekuvhara kwemigero yainofamba nayo izvo zviri kutadzisa veruzhinji nevedzimotokari kufamba zvakanaka. 

 

 

 

 

 

Kanzuru inevashandi vakawanda ma general hand vapey Everyone spade ,hardbroom& Harrah

 

 

 

 

 To clean drainagesKanzuru ichimhanyisa vanhu vakuzvitsvagira mari kutadza kugadzira madrainMayor Mafume ne team yawo busy pocketing Us30.000 per month kutadza kugadzirisa ma drainage system

  • Share: