Monday, February 03

Mudiwa Hood Chido Chako Tachiona Ipa Mesi Paradzai Basa Kushop Kwako Grocery Rinopera In 2days Anenge Akuba Futi Zvimwe Zvoda Kufunga

Mudiwa Hood vakuru vakati if you give a man a fish 🐟 you feed him for a day  if you teach a man to fish 🐟 you Fred him for a lifetime 😉. 

Saka zvawaita waronga dondo zvako mesi Paradzai Mesi anodzoka futi konoba in 2 days zvapera izvii

  • Share: