Muchanzwa kuti ED wave kuporofita rimwe zuva
Asi mapositori munonamata ED here kana kuti Mwari nekuti dai mainamata mwari handifungi kuti mayizovhotera muroyi akadaiMapostori mhosva dzenyu dzakati meche meche
1.you support the man who's against 80%of Zimbabweans
2.child abuse is common , you're the most Brain washed fellows and poverty is your daily bread
Ndinovimba Murewa,Negomo neDomboshava haipo apo zvimasangano zvemadhunduru zvisina mazita netsananguro izvo zvakazara vadzorwa nemagumura vanofunda kuuya kwababa johwani paFon fockoff mhani
Asi mapostori awo mapostori chaiyo asi kuita nezve politics kwete avo avasi mapostori mazivanhu arikutsvaga chikafu ku zanu musanyeperwa kunzi mapostori idzo dzingori imwawo dzirikutsvaga mabonzo kuma binRugare maposotori nyama mozoidya futi after 5years hanty monakirwa nekufamba muchitengesa zvimugomo zvepamoto nemapoto 😃😃😃