Monday, September 23

Mtukudzi Son Adzingwa Achiri Ku Gate Hazvina Kumira Mushe

TMukangoziva kuti mutukudzi anga akachata uye nhaka yakasirwa Daisy inhaka yemurume wake yavakashandira vari 2 pakarambwa mai va selmor.Selmor wakura wane mhuri yako chiita zvekumba kwako..zvekuramba wongochema apana zvazvinochinja

 

 

 

 

Baba vako apana kana chavanoona kuti wazochema pastage🙏Siyana nemasongs emurume wa daisy ita zvekuimba masongs ako.Daisy ramba wakatsika chepakati munhu ngadzidze kuzviitira zvinhu zvake wega kwete kuda kurwira pfuma yako mai vake vanga vakarambwa wani saka vanokunetserei vana vaHosi ava akaramba

 

 

 

 

 

achikushungurudza sungisa munhu😂Hatidi vanhu vanoshungurudza shirikadzirue zvako iwe isu baba wedu vakafa vachisiya mai wedu chaiwo asi hatokwanise kudya zvishoma zvakasara zvacho totokumbira kana pane chatinoda kungoti vanhu vanotora masides vana vasikana vane dambudziko ne stepmother zvawo vazhinji

  • Share: