Body yemurume inofanira kuratidza kuti uri murume kwete kuita kunge chikomana charasha mombe haaa tarisa uwone difference yemurume nechikomana chemombeUmmm kuita murume mumba hazvireve kuti kuda bonde chete vese varimudzima havasi kuita bonde everyday chinjai mafungiro hey rudo haruna zera nhaika