Unonzwa munhu achiti uchafira mahara ameno kut vakafa vakabhadharwa marii.. Kufa kufaUnonzwa rimwe richiti unofira mahara aii ko kusiri kufa ndekupi nhai shuwa .inda munaN1 izvozvi kana paBoarder uverenge mota dzezvitunha zvemaZimba and most of them are young,some vanotourawa waona all this
ndiMnangagwa nekamba dzake dzeZanupf ,ummm some of us shuwa pfungwa hapana .apa kuri kusimbisanwa kuti tikunde magirigamba aya .this is not a joke apa usina zvekutaura nyarara mhaniHupenyu hauna basa unogona kupomerwa mhosha ukarohwa ukafa wani zvinoda kushinga kudzitama pfuti kwaiva kuimutsa zveee hondo yacho