Wednesday, November 27

Mashura Tom Jones Otuka Guva Ra Baba Judy Na Clapton Munhu Anozviuraya Itsvina Musamuti Rest In Peace Akamama Murume Mukuru Duzvi Hezvo

Munhu anozviuraya anopenga handina kana basa netsvina ini rest in peace kudii akamama murume Mukuru kuzviurara ndochii ichocho

 

 

 

 

 

 

 

Munhu anozviuraya haanzwise tsitsi tese tinawo matambudziko wani ukaona munhu anozviuraya haana basa nemunhu atori nehumbimbindogaHaaa izvo hazviña ndakapenga izvi kana ariwo mafiro acho unotongofa chete cos hazvishamise ari mumhepo akatogaya kuti ndazviitirei ...asi zvisisabatsiri..suicide inokonzerwa nedepression woshaya anokudzikamisa idi vamwe mudzimba umu varikuita suicide zvatisingazive kabisira unozongonzwa kuti astroker umwe angofuma akafa iri depression iyoyo ..

 

 

 

 

 

 

KUNGOTI VARUME HAVANA MOYO YAKASIMBA DAI VAKADZI VESE VANOPERERWA VAIZVIIURAYA NHAKA TAISHAYA PEKUTSIKA NEMAKUVA COS LOT OF LADIES VAKAMITISWA VAKASIIWA VASINA PEKUTANGIRA NEVARUME VAMUNOONA IVAVA...LOT OF LADIES VANOGARA VACHIROHWA ZVEKUNGE VACHADAMBURWA MBABVU NEVARUME IVAVA ..VARUME IVAI NEMOYO YAKAOTA SEYEVAKADZI.

  • Share: