Murume (39) apondwa achinzi muroyi
MURUME ane makore 39 ekuberekwa wekudunhu raMambo Nemangwe, kuGokwe anonzi akapondwa nekutemwa-temwa nemabhemba uye nematemo nehama dzake masikati machena vachimupomera mhosva yekuti muroyi aikonzeresa rufu mumhurVana (4) ava vakamuvinga vakapakata matemo nemabhemba.
Murume uyu nekutyira upenyu hwake, akazotiza ndokunovanda kumba kwababa vake muimba yavo yekurara achibva azvivharira mukati. Varume ava vakamudzingirira ndokunopwanya gonhi remumba maaiva apinda vachibva vamudhonzera panze ndokutanga kumutema-tema nematemo nemabhemba iye achiridza mhere pasina kumunzwira tsitsi,” vanodaro Insp Mahoko.
Panguva yaitika izvi, vabereki vaBheka vanonzi vaivapo vakayeva vachityirawo hupenyu hwavo kubva kuvarume vaitema-tema mwana wavo ava.
“Collen Bheka akabva angofira panzvimbo, varume vana ava vachibva vatiza pavakaona kuti vainge vaponda munhu. Mapurisa ekuGokwe vakazoziviswa nezvenyaya iyi ndokutanga kuferefeta. Mapurisa ari kutsvaga varume vana ava nekuda kwemhosva yekuponda iyi,” vanodaro Insp Mahoko.
“
Nyaya dzekupondana dzanyanya kuMidlands, ndiro dunhu raive pamusoro mukupondana mugore richangoperaMutauriri wemapurisa kudunhu reMidlands, Inspector Emmanuel Mahoko, vanoti Collen Bheka (39) akapondwa achienda kuchigayo, chinhambwe chemamita mazana masere kubva pamba pake.
“Murume uyu panguva iyi akabva asangana naTalent Majoni, Evidence Wellington Majoni, Takudzwa Majoni naTrymore Mpofu. Talent, Evidence naTakudzwa Majoni vana vemukoma vemurume wavakaponda uyu,” vanodaro Insp Mahoko.
Vanoti varume ava vakatanga kupomera Bheka kuti muroyi.Insurance is very important if you can’t afford it get a loan but you will need good credit,
Loans
Mortgage Is needed for you to get good credit and also having a bankruptcy Attorney is necessary . You Credit maybe affected
Degree
Info News
Motorcycle Accident Lawyer: Legal Help After A Serious Bike Crash
Motorcycle accidents often cause serious injuries because riders have less protection than people in cars. A motorcycle accident lawyer helps injured riders pursue compensation after a crash.
rnrn
Common injuries include broken bones, road rash, spinal injuries, brain injuries, internal injuries, and permanent disability.
rnrn
Insurance companies may unfairly blame motorcyclists by assuming they were speeding or reckless. A lawyer can help fight this bias with evidence.
rnrn
Important evidence may include police reports, helmet damage, photos, witness statements, traffic camera footage, and accident reconstruction.
rnrn
Compensation may include medical bills, lost income, motorcycle repairs, pain and suffering, and future treatment.
rnrn
If a driver failed to yield, changed lanes unsafely, texted while driving, or drove impaired, they may be responsible.
rnrn
Motorcycle crash victims should get medical care quickly and avoid giving recorded statements without legal advice.
rn
First Offense DUI Lawyer: What Happens After Your First DUI Arrest?
A first DUI arrest can be frightening, especially if you have never been in trouble before. A first offense DUI lawyer can explain the process and help protect your rights.
rnrn
After an arrest, you may face both criminal court and a license-related administrative process. These are separate issues. Missing a deadline for a license hearing can cause problems even before the court case is resolved.
rnrn
Penalties for a first DUI may include fines, probation, alcohol education, community service, license suspension, ignition interlock, and possible jail time. The outcome depends on state law and the facts of the case.
rnrn
A lawyer may review whether the traffic stop was lawful, whether the officer had probable cause, whether tests were accurate, and whether procedures were followed.
rnrn
In some cases, a first-time offender may qualify for reduced charges, diversion programs, or alternative sentencing. This depends on the court and local law.
rnrn
Do not assume a first DUI is minor. A conviction can stay on your record and affect insurance, employment, and driving privileges.
rnrn
Getting legal advice early can help you understand your options and avoid mistakes that make the situation worse.
rn