Tuesday, September 10

Mashura Kim Holyten Wife Ofumurwa Madhara E Zanupf Aaidanana Navo And Mwana Wake Waanaye Asiri Wa Holyten Onzi Aite Semukadzi Wa Enzo Anochengeta Mwana Wemurume

Iwewe Kimberly amai ma Firita makuenderera manje uchingomisa kuonda kunge skin tyt yebete kachiuno kunge staera ye Duri ..chi chinokutadzisa ku kopa Mafadzwa zvaanoita kumwana wa Enzo hauzvione

 

 

 

 

 

moyo wako unofara ka kana uchi svotesa Chele ne Indirect talking ka Padiki padiki bwe ddy this ddy this making ma vidz zvechifinhu mxiii .Mufaro mwana wa Holy ten hazvichinje anodawo father's love iwe ka dog iwe pa bde Ramufaro Waka dhisaidha kty Holy ten asaende kna ku photo shoot

 

 

 

 

 

 

wakavhura zimheche rako rinenge mugodhi we kanzuru mxii unosvota iweweSay tht again iye mvana iye kuda kuwonererwa apa iyo yakaroorwa yandzwa nedze madhara ,ana VOLTZ kwana kimberly,and kazhinji ukapinda

 

 

 

 

 

 

comment section ukawona vakadzi vanegi vachituka imvana dzine ma baby daddy akatiza vana,ndidzo dzinengi dzichiti zvine basa rei ndiye atanga kusachengeterwa mwana here,ndidzo same dzinoti munhu akangoti mrume wangu adaii zvondxi siya dzinoda kt ever1 afanane nadzo

  • Share: