Mukadzi uyu anonzi Mai Delight (full name Shylet Mahofa) akauraya murume wake nebhodhoro kuThembisa, South Africa. Vanhu ava vaibva kunomwa doro vese and vanga vakadhakwa. Vasvika
kumba vakatanga kunetsana nenyaya yemaKeys, then mukadzi akanotora bhodhoro akaripunza achibva anocheka murume pahuro achibva abuda ropa kusvika ashaika.
The only thing she managed to say after abaya murume akangoti imbwa murume uyu, regai zvife achibva atiza. She later handed herself to the police. Landlord wepamba apa believes kuti Mai Delight was planning to do this for some time and she was just waiting for the right time.
Apa mai Delight varikunzi na7am vaiwanikwa kuTarven vachimwa doro and aimwisa mwana wake doro. ðŸ˜ðŸ˜ðŸ˜