Ma vocals ayo mukuita kutsiva avamwe achembera kkkUnovengerwa kugona mhofu, ramba wakadzvanya
Chandinoziva ndechekut kunevamwe vanhu vachaita kufa ne BP vanataura zvavanoda kunyanya ma days iyawa panevarikutaura zvavanoda ....ramba wakabata ipapo cheteTen years murimese wakanyarara .Nhasi
waona kuti warambwa ndopowomira pamberi pevanhu uchiti waipihwa sadza nekadora. kikikikikiki pakadora ipapoNdakatadza kuterera waya dzaanoridza uyu. His music is just a confusion of wires and voices. Too noise in my ears.