Monday, April 21

Mapurisa ZRP Yechinherera Vozvamburwa Kubhurwa

Zvonakidza tiri online behind our keyboards tichikuzana kuti ngavarohwe kana wazova kuseri kwe counter ndopaunoona hauna kungwara hako.Zvambaradzai anambwa avoMapurisa acho ane dzungu

 

 

 

 

,ngavarohweWe don't have Police in Zimbabwe. Mapurisa anobira vanhu masikati vachishandisa mitemo yakaora. Apa vachishungurudza vabereki

 

 

 

 

Police ndozvainotoda izvi hazvina njere zvivanhu izvo kungopfeka chiuniform icho atove mudenga rake ega they think they are above the law instead of serving they abuse the lawVanhu makuita muchimuka manje kuita kuvageza sa GezaNgavamamiswe vanambwa ava. Kusiya varemara.

  • Share: