Friday, September 13

Mapeps Nevamwe Veku Jeri Votaura Canaan Isong Yedu Haizi Yamaitt

Zvirikunzi song yekuti Canan ndeye muskana uya anonzi Mapeps aiva cellmate wa Mura ku Chikurubi, Mura

 

 

 

 

 

akanzi kana uchida song ngatiimbe tese utibuditsewo pa video, Producer ati Mura akaba demo

  • Share: