Taona video ririkutenderera handiti remadzimai arikurowa asina kupfeka.Matsotsi arikuti arikuda R50000 kuti vavasunungure.
Ndokumbirawo kana pane anovaziva andibate,tirikutsvaka nzira yekuvabatsira.
This is the message
Murisei hamawe Tina mainini vedu vakabatwawo nematsotsi ku South Africa vachibva kubasa zvinhu vanhu vacho vati varikuda R50000 apa matsotsi acho arikushandisa foni dzana mainini kutora ma video. Tingabatsirikawo sei mari yacho tambozama but iiii yarema hamawee.