Manager Ataura pa public kuti Nyathi haana licence remu South Africa.Ndangoti ndikuudzei Zvamaita azvina kunaka
Munoziva kuti havasi vese vanokudai pa social media KO Nyathi akamhanyarirwa kuti haana licence osungwa wonzi buritsa mapaper ahana permit hamuone kuti semunhu wa manager maresva.
Iwewe Nyathi unongozvipinza hako pama1 wega musiuno wairatidza vanhu chi traffic register apa ndechemadhiri KO pakawana ano reporter kuti
akachiwana asina permit.zivai zvakutaura pasocial media mazimba Ane godo havasi vese vanokudai weeDzungu nekungwara zvinhu 2 zvakasiyana Nyathi ane godo naMupata ingori nyaya yecompetion