Monday, April 07

Malloyi Why Kudaro Chisikana

Nekunaka kwakaita mallloti akunomitiswa nekamukoma Kaye apa kana kubvisirwa hakana ..busy kunyoperesa uchitadza kumboita zve future yako .ezvino music career yakutopera nenyaya yemimba.

 

 

 

 

Apa unogara pamba pamai vako nekarume Kako ...unomudii Murume ano bleacher nhai MalllotiBut ndafarira kuti ane wake anomudawo iye achidawo mumwe chakakosha rudo ukarorerwa vanhu kana kurorera vanhu unochema

 

 

 

 

mangwana happiness yako ndoyakakosha nekuroora anonzwisisa uchimunzwisisawo zvatoitika izvozvi ndozvakatonyorwa kuti Malloti Rose achasangana hulungende voyita mwana veseYaive paiko yazongobuda yatorembera kudai 🙄

  • Share: