Sunday, March 09

Makandiwa Muporofita Afumurwa Why

Chakarongwa chinhu ichi😂😂😂 cup clash yagara inotorwa ne mbare coz of ana Fantan ... saka munoti angaendese 1M mahara?🤣 🤣 🤣 Munhu angachidiwa ndi Miracle Paul manje uyaa havafe vakamugona ndiye achitsvakiwa apo kuda kutora ma power akeSaka atadza wotobuda muring hr

 

 

 

 

 

vamwe vachasara vasina vanhu kumachurch kwavo kuona prophet vavo vachitadza kupedza😅😅but maonero avanoita mweya yemadzinza vabva vatadza kuona thermometerApa unenge uchigeza muteuro 3 times a day wabva kuna madzibaba haaaaa pakaipa.

 

 

 

 

Vatadza kuona ma binocular ne preg test nxaa😂Zvaticharohwa neshamhu naMwari senyikaDrama riripa Zim maONE chaiwoAna Papa venyu havana chavaona..Kucharohwa mbiti kudengaKana uri serious nechurch yako hauende uku. Because uchibvako

 

 

 

sangano raparara😂😂 zvima I'm sure vanhu ava vakoniwa spelling chete yekuti bhainokulaAya ndiwo ma Jah Man achange achichinjana chinjana 8 8 ma lines

  • Share: