Wednesday, June 24

Majekiseni From Prophet Auraya Madzimayi Maviri

VAKADZI vaviri vekwaNyashanu, kuBuhera vakafa nguva diki-diki vangobva kubaiwa majekiseni 32 emushonga kana kuti muteuro une uturu nemumwe muporofita anonzi ainge abva kuKadoma.

Mushure mekuita izvi svondo rapera, muporofita uyu anonzi akabva angotsakatika.Mapurisa ekudunhu reManicaland anotsinhira nezvekufa kwevanhu vaviri avo vanonzi vakabaiwa majekiseni 32 kamwe chete pahuviri hwavo, ndokutemwa mazinyora akavasiya vongojuja ropa — vose ndokufa vachipupa furo nemumhuno nemukanwa.Vashakabvu vanonzi vainge vanotsvaga kubatsirwa kumuporofita ari kunzi kuBuhera ainge ashanyira amai vake uyu.

Peneil Zvinowanda (69) naEllen Marime (57) vanonzi vose vakafa vachangobva kubaiwa majekiseni nemuporofita uyu musi wa24 na25 Zvita mubhuku raMukutukutu, kuBuhera.Mutauriri wemapurisa eZimbabwe Republic Police kudunhu reManicaland, Inspector Tavhiringwa Kakohwa, vanoti matikitivha ari kutsvaga Kudakwashe Ziwange (33) – uyo ari kupomerwa kukonzeresa rufu rwevaviri ava.

Veruzhinji vangava neruzivo rwekwaari vanokurudzirwa kuzivisa mapurisa ari pedyo navo.Ziwange akapedzisira kuonekwa panhamba 74 Tsoka, Rimuka, kuKadoma.
Ziwange anonzi akashanyira amai vake, Mweya Munaki (52), vanogara mubhuku raMadhume, kuBuhera, apo akazobaya majekiseni ane mushonga usati wazivikanwa kuvaviri ava – avo vainge vanotsvaga kubatsirwa naye.

“Kudakwashe Ziwange anobva kuKadoma uye ainge ashanyira amai vake, Mweya Munaki, vekuMadhume, kwaMambo Nyashanu. Ziwange anozviti muporofita, nokudaro akabaya majekiseini emishonga isingazivikanwe kuvanhu vaviri ava achiti aivarapa,” vanodaro Insp Kakohwa.

Vanoti Zvinowanda ndiye akatanga kuenda kumuporofita uyu achida kubatsirwa mushure mekutambudzwa nemusana nemakumbo kwemakore anosvika 20.Zvinowanda anonzi akabva abaiwa majekiseni 17 ane mishonga yechivanhu isati yazivikanwa kuti yakamira sei, achibva angobva panzvimbo apa otorwara zvakanyanya.“Mukoma wemufi, Tawanda Nyamanjo (51) akamuona akarara padivi pemugwagwa achibva aenda naye kumba kunova kwaakasvika achifa,” vanodaro mapurisa.Mutumbi wake unonzi wakanga uine maronda mumabvi, magokora nekumusana uye waibuda ropa nemukanwa nemumhuno.Mutumbi uyu wakazoendeswa kumochari yeMurambinda Mission Hospital kunovhenekwa.

Nomusi wa25 Zvita, Ziwange anonzi akashanyirwa naMarime uyo aida kurapwa makumbo ake aimutambudzwa kwemakore mashanu.Marime akaperekedzwa nemuzukuru wake, Mauto Nyikadzino (57).

Anonzi akabaiwa majekiseni 15 aiva nemishonga yechivanhu nemuporofita mumwe chete uyu.Hurwere hwake hwakabva kwakomba achibva ashaya achangosvika pamba.Mutumbi wake wakaendeswazve kumochari yeMurambinda Mission Hospital kunovhenekwa uye wakaonekwa wakachekwa-chekwa nereza paibvi rekuruboshwe.Waibudawo ropa nemumhuno nemukanwa.

Nyaya mbiri idzi dzakamhan’arwa kumapurisa zvikaita kuti Ziwange atsakatike munzvimbo iyi.Mukati memasvondo maviri adarika, vanhu 4 vafa mushure mekunge vapihwa miteuro nemaporofita akasiyana.

Svondo rapera, Kwayedza yakaburitsa nyaya yaamai nemwanasikana wavo vekuKensington Plots, chinhambwe chiduku kubva muguta reBulawayo – avo vose vakashaya zvichitevera kupihwa kwavanonzi vakaitwa muteuro weraki nemumwe muporofita weko.

Thokozani Ncube (51) naSithandazile Nyathi (30) vakafa mushure memaminitsi gumi nemashanu vabva mukunwa muteuro wavakapihwa nemuporofita anonzi Brian Mpofu uyo anogara kuCowdray Park, ikoko kuBulawayo.
Mpofu anonzi akatosungwa.

Kuchitiwo mumwedzi waGunyana gore rapera, mumwe mudzimai wekwaMambo Mangwende, kwaMurehwa, anonzi akafa ndokuvigwa kaverevere mushure mekunge anwiswa muteyo nen’anga inozviti Booster kana kuti Sekuru Bere.

Eritisia Katsamba (52) ndiye akarasikirwa neupenyu akazoendeswa kumba kwake nengoro atova chitunha achibviwa naye panzvimbo yaakange ari kurapirwa naTsikamutanda uyu.

  • Share:

Info News

Business Financing Options

    rn
  1. Supporting Entrepreneurial Growth
    rn Business financing plays a crucial role in helping entrepreneurs start and expand their operations. Access to funding allows businesses to invest in equipment, hire staff, and scale effectively. Many entrepreneurs explore options such as small business loans and startup funding.
  2. rn
rnrn

Before securing financing, it’s important to understand repayment terms, interest rates, and eligibility requirements. A well-prepared business plan can improve approval chances and ensure responsible use of funds. Proper financial management helps businesses grow sustainably over time.

rnrn

 

rn

Can Credit Repair Companies Really Remove Collections?

Credit repair advertisements are everywhere.

rnrn

“Boost your credit score fast.”

rnrn

“Remove collections instantly.”

rnrn

“Fix bad credit now.”

rnrn

Sounds amazing, right?

rnrn

But many people eventually wonder something important.

rnrn

Can credit repair companies really remove collections?

rnrn

The answer is more complicated than most advertisements make it seem.

rnrn

Some collection accounts can be challenged successfully. Others remain permanently difficult to remove.

rnrn

Understanding how the process actually works can save you money, stress, and unrealistic expectations.

rnrn

What Collection Accounts Do to Your Credit Score

rnrn

Collections can seriously damage credit scores.

rnrn

Especially when accounts remain unpaid.

rnrn

Lenders often see collections as signs of financial risk.

rnrn

That may affect:

rnrn
    rn
  • Loan approvals
  • rn
  • Mortgage applications
  • rn
  • Car financing
  • rn
  • Credit card offers
  • rn
  • Insurance pricing
  • rn
  • Apartment applications
  • rn
rnrn

Even small collections can create major problems.

rnrn

What Credit Repair Companies Actually Do

rnrn

Many people assume credit repair companies have special legal powers.

rnrn

They do not.

rnrn

Most legitimate companies simply:

rnrn
    rn
  • Review credit reports
  • rn
  • Identify inaccurate information
  • rn
  • Dispute questionable accounts
  • rn
  • Communicate with credit bureaus
  • rn
  • Negotiate with creditors
  • rn
rnrn

Consumers can legally perform many of these steps themselves.

rnrn

That surprises a lot of people.

rnrn

When Collection Accounts Can Be Removed

rnrn

This is the part many companies avoid explaining clearly.

rnrn

Collections usually get removed only under specific situations.

rnrn

Incorrect Information

rnrn

If a collection contains inaccurate details, it may qualify for removal.

rnrn

Examples include:

rnrn
    rn
  • Wrong balances
  • rn
  • Incorrect dates
  • rn
  • Identity errors
  • rn
  • Duplicate accounts
  • rn
  • Fraudulent debts
  • rn
rnrn

Credit bureaus must investigate disputed information.

rnrn

Lack of Verification

rnrn

Debt collectors must verify debts when challenged.

rnrn

If they fail to provide proper documentation, accounts may sometimes be removed.

rnrn

But this does not happen automatically.

rnrn

Pay-for-Delete Agreements

rnrn

Some collection agencies agree to remove accounts after payment.

rnrn

This is called a pay-for-delete arrangement.

rnrn

Not all agencies allow this.

rnrn

And some major creditors refuse entirely.

rnrn

What Credit Repair Companies Cannot Legally Do

rnrn

This is extremely important.

rnrn

No legitimate company can legally remove accurate negative information simply because you want it gone.

rnrn

That includes:

rnrn
    rn
  • Legitimate late payments
  • rn
  • Valid collections
  • rn
  • Accurate defaults
  • rn
  • Real repossessions
  • rn
  • Correct bankruptcies
  • rn
rnrn

If a company guarantees instant deletion of accurate debts, that’s a major warning sign.

rnrn

Warning Signs of Credit Repair Scams

rnrn

The credit repair industry attracts many bad actors.

rnrn

Be cautious if companies:

rnrn
    rn
  • Demand large upfront fees
  • rn
  • Promise guaranteed score increases
  • rn
  • Tell you to create a new identity
  • rn
  • Instruct you to lie on applications
  • rn
  • Claim they can erase all bad credit
  • rn
rnrn

Those tactics may create legal problems.

rnrn

How Long Collections Stay on Credit Reports

rnrn

Most collections remain on credit reports for up to seven years.

rnrn

However, their impact may decrease over time.

rnrn

Newer collections typically damage scores more heavily than older ones.

rnrn

Paying collections may also improve lending opportunities in some situations.

rnrn

DIY Credit Repair vs Hiring Professionals

rnrn

Some people successfully dispute collections themselves.

rnrn

Others prefer professional assistance because the process becomes time-consuming.

rnrn

A good credit repair company may help organize disputes and communication more efficiently.

rnrn

But consumers should understand what they are paying for.

rnrn

Other Ways to Improve Credit Faster

rnrn

Removing collections is only one piece of the puzzle.

rnrn

Strong credit improvement strategies often include:

rnrn
    rn
  • Making on-time payments
  • rn
  • Lowering credit card balances
  • rn
  • Avoiding unnecessary hard inquiries
  • rn
  • Keeping older accounts open
  • rn
  • Monitoring credit reports regularly
  • rn
rnrn

Consistent habits matter more than quick tricks.

rnrn

Why Credit Repair Keywords Have High CPC

rnrn

Credit repair leads are extremely valuable to:

rnrn
    rn
  • Financial service companies
  • rn
  • Lenders
  • rn
  • Debt consolidation firms
  • rn
  • Credit monitoring providers
  • rn
  • Personal finance platforms
  • rn
rnrn

That strong commercial intent drives aggressive advertising competition.

rnrn

Final Takeaway

rnrn

Credit repair companies can sometimes help remove collection accounts, but only under specific circumstances.

rnrn

Accurate negative information usually cannot legally disappear overnight.

rnrn

The best results often come from realistic expectations, careful financial habits, and understanding your legal rights during the credit dispute process.

rnrn

If something sounds too good to be true in the credit repair industry, it usually is.

rnrn

FAQ

rnrn

Can paying a collection remove it from my credit report?

rnrn

Not automatically. Some agencies may agree to pay-for-delete arrangements, but many do not.

rnrn

Are credit repair companies legitimate?

rnrn

Some are legitimate, but consumers should research carefully because scams exist in the industry.

rnrn

How long do collections stay on credit reports?

rnrn

Most collections remain for up to seven years.

rnrn

Can I dispute collections myself?

rnrn

Yes. Consumers have the legal right to dispute inaccurate information directly with credit bureaus.

rnrn

Do paid collections still affect credit scores?

rnrn

They may still affect scores, though some scoring models weigh paid collections differently.

rn