In such a short space of time munhu anga asingagone kana kutsvaira mumba has learned a craft like handbag making. Also plz asnyora nenchirungu bcoz majority of cat family won't understand shem......ko kungoti I am selling bags chete......nhema dzekuti I made them, ku chikurubi kune ma.
long drop toilets...how??Ako karikujeri kafunga futi mamwe madhiri ekunyeba.Hapana kana chakarikumbosona mabag aya haasi ake .Katotumawo Wasu kunohoda munhu wacho haasati atobhadharwa asi karikuda kunzwirwa tsitsi kuti kasvuuka maoko kusona mabag kega.
Hakafe kakachinja aka.Sei kasingagone kutaura chokwadi nhai imi?.People will still buy the bags without all the lies nekuganza kusina basa.Anogonyepa kuti zvinomupei? Chero akanyepa wamarwa.neyi? These bags r hand made..ukadzidzira unogonao ...
Iyo i handwriting yawasu yanyora rondedzero iyo anywhere tengai mune mari mu supporter amai hadzi bag hombe $60 😂😂😂angagone kusina iye kuwacha brugwa hagone ma patterns hahasi emunhu ari kudzidzira kaaya muri kunyatsowo here ma bags aya kana iko kudzi ndiye aah hamusi kuwona mega kuti manyooerwa here tukiti🤣🤣🤣muzvizive kuti kunyepa chitori chirwere amai venyu vari kutoda
Rehab yekunyepa kuti kupereAnywork you do or hobby urimukati benefits the prison financially and you benefit experience basi ...musandivhunze kuti ndakazviziva sei ..ingotii okyHoo unotogona kuita hustle yako uri behind bars ugobuditsa maproducts ako panze uchiitoita mari alongside fon..aah kubva zvakanaka izvi🤔60yuwesi asi riri kuuya nemari mukati🤔