I am happy Felistas is suffering in Chikurubi, she has caused a lot of pain to fellow women.
she deserves what she is going through.
I just hope she comes out as a changed person.Kunyangwe feli akatadzira miss Blue she forgave her but that doesn't mean that vanofanirwa kumurasa Mai Maketeni havangamurase nokuti vanoita makuhwa she still stands by her ndoozvino ratidza kuti hapana munhu ari perfect she stands na feli mumatambudziko at least Mai Maketeni has got a place for feli in her heart for being there for her in these dark times she has showed love no matter what people sayI nyoka Mai ivava na mura wacho same whatsapp group, vaiuya ku inbox kwangu vachicheranaHakuna zvakadaro, those in the diaspora know what’s realistic musanyeberwe .Icho chinonzi blue icho l don't know why ungochiona ndinenge ndakunzwa kuda kurutsa 🤮🤮😆 ndohwa godzva kunhuwa nepafon kuti kupeee 👐Tabveyo ku Live ya memo
Vanonzi Misblue vaye vane drama vari uk vakabirwa na Feli mukaona mbuya iya iri shapeless batai murove , iri kutoti mari dzenyu hadzina basa
Guhwa rese rekujeri ririkubuditswa na Memory aka mai maketeni