Sunday, March 16

Mai Ava Vofumurwa Vatoba Mwana For Mari Wavasingachengete Nekuda

Kwanzi Mai vacho havatombomudi mwana uyo, asi pavaratidzwa pic mwana achi trender ndokuzomhanya kunomutora havatogari naye hanzi vanonditadzisa kufaraMai vakakwana vakatakura 9 month aungasiyi mwana mudiki diki uyo achitenderera kutsvaga zvigaba ko mwana akabiwa kei pafoto apo panoratidza kuti pane vahombe varipo vanoita nezvei 

 

Tete tili ngaende vanoona kuti cy famba bcz Mai avana hanya nemwana uyo

 

 

 

 

zvachoseThis is not make sure,Mai avo vavo vana vangani coz vamwe vanotora vana vema next door in cases like these kuti kubude bag svinu.pakutoda proper investigations apaUmmmm kana tichiti munhu usangozvare vana hobho kana usingazokwanise kuvachengeta tinoitwa vanhu vakaipa but chirinani chii kuita

 

 

 

 

vana vashoma vaunochengeta wega pane kuita mhomho yevana kudaro sure kuzvarira vana nhamo kudaro ah...ivo vana vacho vakangobatana kudaro sei ndevawo vese here? Apa pakutoda kuona mabirth evana nechitupa chamai vacho nekt munoitiswa sure munhu atora vana vemuraini kt muvanzwire tsitsi chete

  • Share: