Tuesday, February 04

Mafans A Nox Guni Oti Tikunzwei Futi Muchiti Nox Kadora Mushure Mekunge Vaona Bhosvo Rake Ku Uk Sikarudzi Yake Zvayakatokura

Vanhu vari kufara mushure mekunge vaona sika Rudzi ya Nox Guni Zimbabwean musician isiri kadora sevaitaurwa next girlfriend yake.

Judging from the picture above vanhu kana marambana nevanhu siyai nyaya yekutaura zviri mumabhurugwa mavo senyika tikadaro Mwari anofara.

  • Share: