Makorokoto Madhumbe atenga mota.Mazepe ndiwe wega wasara..Mecky akaunza mhuri plus akatenga yake mota. Urikuona zvirikuita vamwe vakaenda kuchando newe wavaishainira uchimbeya Ireland yese
naHunidzanaiwa uchizviti muIrish...Izvezvi wakangoti vavava hauna kana chekubata wakutorarira chikafu chemabin.Beta udzoke hako kumusha.Mhoti zvitunha zvinodhura kuzobisa kuchando