ZHaana kukwana Tyra adzitorimo zvamuchose, ameno kutya or what anondisvota zvekutiDzamai Dzabu dzakati kwesere kwesere here or kutya tutofumurwa na Paradzai huni dzanaiwa Gongomutoto. Zvokwadi kunoenda kunoisa ka like, Gongomutoto akaita live achiudza nyika yose kuti hauchadiwe na Ngoni musiye ndiwe uri kufosera wakuda kuzviurayira kamukono ketsambarafuta uchisiya vana. It's not make sure pana Dudu 🤣🤣🤣🤣🤣 Fungai zii zvake kana kuonekwa palive ya Gongomutoto hake.vakaoma matambiro eteam racho akaoma. Ketty hake haana kubvira akada MB apa MB mazuva apera vanga vasingabvi kuma live aKetty. Samaz haasi bhoo vese na Patricia Jack. Let's hope MB vadzidza kungosekerera varoyi vana PJ and SamazMukaziva Kuti changamire sometime ndizvo vsnoenda Kwa Ketty mubatsirika plus changamire ndi manager Ku page Kwa madam boss minobatsirikaNdabva ndafunga nezuro paakaona ghost rakauya palive pake Ketile akabva ati munhu wandiri kuda kutaura nezvake abva auya. Handichatauri hangu zita racho reghost