Madam boss l think vatova addicted to editing her pictures momboziva picture rotongoonekwa kuti mmm zvanyanyaMunhu aita edit this photo Mwari awe naye sure kuita kunge madam boss vane elephantiasis
Editing yanyanya kana muchifarira munhu muudzei chokwad hapana kupisa apa. Makumbo nemaoko hazvisi kana
kuenderana . Too much pressure mukadzi uyu imwe dressing is for teenagers not chembere dzaakuma 40 aiwa nooMakumbo nechiuno hazvisi kuenderana kana , hapana kupisa face yechembere inoonkwa