Friday, January 24

Mabrijo Opindura Mwana Wangu Anopfeka Hembe DzekuTurkey Dzamusingatozive Imi Saka Taurai Zvamunoziva

Musandipe pressure ndipei mari hanti mune moyo murefu hereFacebook musandipe pressure handsati ndave mbinga ndine mbiri chete pleaseFor your own information hembe idzi ndedzekuTurkey asi ini mu wadrobe mangu hamuna kana tsono yekuTurkeyMusandipe pressure ndipei mari hanti mune moyo murefu hereAzvinabasa Mabrijo Zimbabwe irisafe pavana usapihwe pressure, wangu anogara kuzim nambuya vake arikukura wani.II love you my son ❤️❤️❤️❤️.Kusaposter mwana wangu doesn’t mean haacheni inonzi privacy uye kuti mwana agare kumusha zvakaipei?Mwana uyu ndewangu imi itai zvamunoda nevana venyu

  • Share: