Monday, April 07

Ma1 Atanga Zanupf Yoti Tave Kubata Munhu Wese Arikutuka Musangano Na President Tave Ne Mushini

Ma1 atanga😅 | The Zimbabwean Government is planning to track ghost accounts that post negative things about the government. In a speech, Minister Matuke said the following: "

 

 

 

 

Tichaita mishini inotarisa kuti anenge ataura anenge ari papi, zvambobva papi zvikaenda kupi. Kusvika tawona kuti rinenge riritsotsi racho ndiani. Zviri easy kuti tiwone matsotsi anotaura paSocial media."

 

 

  • Share: