Monday, April 28

Life Ma1 Mai Dhuterere Zvavawandira

Ndizvo zvinoita hupenyu, l think iye adzidza nevamwe vari kuona.

Zvakadaro jeri rinopera and also there is life after divorce/seperation.

Zvinorwadza but kana zvirizvo zviri pa ground kwakutosangana nazvo.

 

 

 

Life ndizvo iri but zvese zvinopera.Panobudika hapo vana mura vakabudamo wani uyee akatodzoka avaa more mature akubika mafuta avoo zvinhu zvese bhoo so don’t worry mai dhute , we all make mistakes vaskana πŸ˜’πŸ˜’πŸ˜Ÿ

 

 

 

 

Zvakaoma veduweee. Yakawanda mari yacho vaiita mari nemashows, but dhuterere haamo munyaya haana kubira munhu vakaita zhet nehanzvanzi yavo , I don’t understand why people are dragging dhuterere into this cz haamo

 

 

 

mudhiri.Munhu haarambirwe kuba ngavagadziriswe murume akunyaraVeduwe inga zvainzi ihanzvadzi yavo akashandisa zita ravo kuba, iye achibva atiza.3 days back zvaisanzi yapera here?

Vakadhuva kunyepa nezita remukuru wenyika mai dhuterere 

Haa zvava momoterera woti ku dumbiwa nemurume Jere futi

😒 😭 😿 😒 😭 

Chivasiya vapone/ Zvare havo

  • Share: