Sunday, April 20

Life Is Painful Kapfupi Otaura Ndirikutotamburawo

Life is painful,Mwari ngaatibatsire it's painful.Kapfupi muregerereiwo zvake anotove nehobho zvir kutomunetsawo pachake akutotamburawo plus haas Mwari aikwanisa kuponesa Marabha ,inguva yaMwari hazvaigona kumanikidza nguvaVanhu ava kubva kuna regina marabha kapfupi hutano hwavo sei hwakafanana chii chaiitika kuma drama uku i come in peace

 

 

 

 

Zwaari kuto perawo kapfupi wacho eish ..tongoti zorora murugare marabhaHakunawo zvipatara zvavo here zvava nonotorera mapiritsi,chimwe chikunonotsa team roziikanwa iri kunwa inhau dzekunotorerwa mishonga unoswera waiswa pasocial media uchitambidzwa magaba

 

 

 

 

 

papharmacy.Inotova discrimination yatinoita ie ipapa tatoita conclude his HIV status.Kuti achizoenda akunyaraAmanaka ndachinja hunhu ndachera kakomba ndasvipiraa mangwana kuno tenga self test ummmmm

  • Share: