Tuesday, September 17

Kwavhurwa Huru Na Kingress Kwakandwa Chira Chababa Rokadhiya Nhai Veduwe

saka mumba mainhuhwa imomo after bonde🤣🤣🤣🤣 imagine fish yakaora yasangana nepoopoo🤣🤣🤣🤣Dai wangonyarara iwe , zvinonyadzisa sei kurambwa nemurume wemunhu pajekerereVakadzi mune bitterness 

Mai Roka vaiti ane kadora nemazibhora pavakarambana uyu ndomazuva ainge ane chimuti vachiwirirana naBaba Roka

 

 

 

 

 

Ikozvino masamba achinja munhu adzokera kumhuri yake wakumuti amonhuwa duzvi 😂 😂 😂Pamwe aitozviitira Dara hake kuti umame hezvoka wemame nebundu 

Murume wemuridzi anodzokera wena 😂😂😂😂 vakuru vakareva vakati

 

 

 

 

Simba nechakoHona vakadzi busy kutuka umwe mukadzi biyavo kureverera zirume guru rakatiza mhuri. Baroka maisiya mhuri muchinoita zvechihure ndozvamaidaka izvi. Usanyarare zvako iwe vakanguri vakudenha wakanyarara, i hate varume vanosiya mhuri nxaaaa. Hurerume ngaritukwe.

  • Share: