VADZIDZI vepaMutare Teachers’ College vasingagare pakoreji iyi vobatira hana mumaoko nekuda kwemumwe murume ari kufamba ari musvo uyo akatobata chibharo mumwe wavo nguva pfupi yadarika.Murume uyu anonzi anenge ari musvo akavhara kumeso kwake ne’balaclava’ kuti asazivikanwe.
Izvi zviri kuita kuti vadzidzi vepakoreji iyi pamwechete nevamwe vanhu vemuSakubva vagare vachitya.
Mutauriri wemapurisa kudunhu reManicaland, Assistant Inspector Wiseman Chinyoka, vanotsinhira nyaya iyi vachiti murume uyu akapindira vamwe vadzidzi vaviri vanoroja kuChinyausunzi, kuSakubva nguva pfupi yadarika.
“Nemusi wa29 Kurume nenguva dza11:30 manheru, vadzidzi vechikadzi vaviri (mazita avo tinawo) vaive vakarara muimba yavo yekurara apo vakamutswa nemurume asingazivikanwe. Aive ari musvo akapfeka ‘grey monkey hat’ iyo yaive yakavhara kumeso kwake uye aive akabata banga.
“Murume uyu akatyisidzira vamhan’ari nebanga kuti vasaridze mhere achiti anoda mari nezvimwe zvinokosha kubva kwavari,” vanodaro.
Zvichitevera kubirwa uku, murume uyu akazoudza vadzidzi vaviri ava kuti vabvise zvipfeko zvavo zvemukati uye vorara pasi.
Akazobata chibharo mumwe wevadzidzi vaviri ava pasina dziviriro ndokuzonyangarika nemurima apo aibuda ropa.
Chikonzero chakaita kuti abude ropa hachina kukwanisa kuzivikanwa.
Mutsetse weropa raidonha wakareba mamita makumi manomwe kubva panzvimbo iyi wakaonekwa apo mapurisa akasvika.
Vamhan’ari vaviri ava vakazoona kuti gonhi ravo raive rakavhurwa ndotaurira muvakidzani wavo nezvechiitiko ichi uyo akazivisa vamwe vagari vemunharaunda avo vakazomhan’ara nyaya iyi kumapurisa.
“Pavakasvika mapurisa emuSakubva, achiperekedzwa nevechikamu chinoshanda nembwa, akaona pasi, pamagumbeze nemachira emumwe wevamhan’ari zvine ropa.
“Pakange paine mutsetse weropa wakareba mamita angangosvika 70 kubva panzvimbo iyi, izvo zvakaita kuti vaiferefeta nyaya iyi vafungidzire kuti murume uyu anogona kunge akazvikuvadza panguva yaaipara mhosva iyi,” vanodaro Asst Insp Chinyoka.
Info News
Mortgage Refinancing Strategies for Homeowners Looking to Reduce Monthly Payments
Mortgage refinancing has become a popular financial strategy for homeowners seeking lower monthly payments and long-term savings. Refinancing involves replacing an existing mortgage with a new loan that offers improved terms, lower interest rates, or adjusted repayment schedules. Homeowners often refinance to reduce borrowing costs, access home equity, or switch from adjustable-rate loans to fixed-rate mortgages.
rnrn
Interest rates play a major role in refinancing decisions. Even a small reduction in mortgage interest can save homeowners thousands of dollars over the life of a loan. Many borrowers also use refinancing to consolidate debt or fund home renovations that increase property value. Financial institutions evaluate factors such as credit scores, income stability, and property equity when determining refinancing eligibility.
rnrn
One of the most important aspects of refinancing is comparing lenders carefully. Homeowners should review closing costs, loan terms, repayment periods, and hidden fees before signing new agreements. Online mortgage calculators and financial planning tools can help estimate monthly savings and overall loan affordability.
rnrn
Refinancing may not be the right option for everyone, especially if closing costs outweigh long-term savings. Financial advisors encourage borrowers to calculate break-even points and evaluate long-term financial goals before refinancing a mortgage. Responsible borrowing and careful planning can help homeowners improve financial stability while reducing debt burdens.
rn
Health, Legal & Education Insights
Taking care of your future starts with the right decisions in health and legal planning. Compare top health insurance plans, explore affordable medical coverage options, and learn about mental health services that support your well-being. Many individuals are also investing in online degree programs, professional certifications, and career development courses to increase their earning potential and job security.
rnrn
It’s equally important to protect yourself legally by seeking expert legal advice, understanding personal injury claims, and exploring accident compensation options if needed. Whether you’re looking into student loans, debt consolidation programs, or reliable legal consultation services, making informed choices today can lead to a more secure and successful future.
rn