Tuesday, April 22

Kutukana muma families zviriko asi not public hazvizode hapana mwana mudiki apa

Kutukana muma families zviriko asi not public hazvizode hapana mwana mudiki apaNgavasiye pehukama zvesure vasaonererwe nevanhu nekuti vacharamba varihama nehamaIvo Sisi vanoonerwa too much zvainakidza vachifumura brother yavo vanhu vachiti go deeper kunge iye Tytie haarwadziwi nhasi honai kwazvasvika Ivo pavai poster ma post 20 vaida Ku achiever

 

 

 

 

chiiko ay zvakubhohwa izvi ngavakure vese vari 2 vana vanyamunhu shuwa kufumirana paruzhinji kudai soIt's not funny anymore kuona mubereki achitukwa pafacebook๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”, yet mubereki haaite zvefacebook, on behalf yevakaisa mascreenshot ,I'M SORRY guys, MUSATUKE MUBEREKI WANGU, mascreenshot anga aisirwa kuti mutuke ININI

 

 

 

 

Tukai inini nevana vangu nemurume wangu semazuva ese kwete mubereki. Havana kunge vazvifunga kuti ndozvichaitika and mubereki achitaura aiti akutaura nemwana haana kuziva kt zvichazouyiswa pano

 

 

 

 

Ndokumbirawo vese vaposter vachituka mubereki wangu mubvise๐Ÿ’”๐Ÿ’”๐Ÿ’”

  • Share: