Sunday, September 08

Ku Poland Uko Pozman Murume Muzimba Ouraya Mumwe

FROM INBOX | Muface wekubaya mufana wangu uyo kuPoznan, Poland. Company inonzi Girteka Logistics. Uri zimuSatanist. How come unobatira mufana wangu banga womuStabber 4 times.

 

 

 

 

 

Uri mhondi wakaenda kuPoland koriritira mhuri not ko baya munhu nebanga. I wish mufana wangu a speedy recovery in hospital bhinya mujeri.Itsoka yemunhu ari Poland here iyo nxaaa zibhinya zvingaka zvaro

  • Share: