Wednesday, July 03

Ku America BET Awards Hazvina Kumira Mushe Vanhu Votipa Nyaya Zvizere First Comment

Ini ndikaenda ku BET handitorwe foto kana ne mbudzi 1 yeku Africa.. towonana kumba ndinenge ndiri busy kuita ma bumped into Ana Beyoncé 

πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚πŸ˜‚

 

 

 

 

 

 

Ukatoona wototorwa nevana vevhu obvious washaya veamerica avo apo unenge wakavhura ziso uchivatsvagaPopular Americans vanenge vachipisa havachawanika kuyaaaa.

  • Share: